1
Johane 11:25-26
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaari: Ndini kumuka noʋupenyu; unotenda kwandiri, kunyaŋge akafa, ucararama. Mumŋe nomumŋe uri mupenyu, unotenda kwandiri, haaŋgatoŋgofi. Unotenda iɀoɀo here?
Lee anya n'etiti ihe abụọ
Nyochaa Johane 11:25-26
2
Johane 11:40
Jesu akati kwaari: Handina‐kukuʋudza here, kuti kana ukatenda, ucaʋona kubginya kwaMŋari?
Nyochaa Johane 11:40
3
Johane 11:35
Jesu akacema misodzi.
Nyochaa Johane 11:35
4
Johane 11:4
Jesu wakati aɀinzwa, akati: Kurwara uku hakuzi kwokufa, asi kuti Mŋari akudzwe, noMŋanakomana waMŋari akudzwe ʋo naɀo.
Nyochaa Johane 11:4
5
Johane 11:43-44
Wakati areʋa iɀoɀo, akaɗanidzira nenzwi guru, akati: Razaro, ɓuɗa! Wakaŋga afa akaɓuɗa, akapombga makumbo namaʋoko nemiceka yobgiro, neciso cake cakapombga nomuceka. Jesu akati kwaʋari: Mumusunuŋgurei, aende.
Nyochaa Johane 11:43-44
6
Johane 11:38
Ipapo Jesu akafa ɀe neshuŋgu mukati make, akaȿika pabgiro. Iro raiʋa ɓako, nebge rakaŋga riri pamsoro paro.
Nyochaa Johane 11:38
7
Johane 11:11
Ndiɀoɀo ɀaakareʋa, akazoti kwaʋari: Razaro, hama yeɗu, waʋata; asi ndinoenda, kuti ndimumutse pahope.
Nyochaa Johane 11:11
Ebe Mmepe Nke Mbụ Nke Ngwá
Akwụkwọ Nsọ
Atụmatụ Ihe Ogụgụ Gasị
Vidiyo Gasị