Ekisodho 39:43

Ekisodho 39:43 BDSC

Mozisi akaongorora basa uye akaona kuti vakanga variita sokurayira kwakanga kwaita Jehovha. Saka Mozisi akavaropafadza.