Ekisodho 19:5-6

Ekisodho 19:5-6 BDSC

Zvino kana muchinditeerera nomwoyo wose uye mukachengeta sungano yangu, ipapo muchava pfuma yangu chaiyo pakati pendudzi dzose. Kunyange hazvo nyika yose iri yangu, muchava kwandiri umambo hwavaprista uye rudzi rutsvene.’ Aya ndiwo mashoko aunofanira kutaura kuvaIsraeri.”

Rencana Bacaan dan Renungan gratis terkait dengan Ekisodho 19:5-6