1
Revhitiko 20:13
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
“ ‘Kana mumwe akavata nomurume seanovata nomukadzi vose vari vaviri vaita zvinonyangadza. Vanofanira kuurayiwa. Ropa ravo richava pamusoro pavo.
Bandingkan
Telusuri Revhitiko 20:13
2
Revhitiko 20:7
“ ‘Zvitsaurei mugove vatsvene nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu.
Telusuri Revhitiko 20:7
3
Revhitiko 20:26
Munofanira kuva vatsvene kwandiri nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene. Ndakakutsaurai kubva kundudzi kuti muve vangu ndoga.
Telusuri Revhitiko 20:26
4
Revhitiko 20:8
Chengetai mitemo yangu mugoitevera. Ndini Jehovha anokuitai vatsvene.
Telusuri Revhitiko 20:8
Beranda
Alkitab
Rencana
Video