1
Ekisodho 8:18-19
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Asi nʼanga dzakakundikana, padzakaedza nouroyi hwadzo kubudisa umhutu. Nʼanga dzakati kuna Faro, “Uyu munwe waMwari.” Asi mwoyo waFaro wakava mukukutu uye haana kuda kuteerera, sezvakanga zvarehwa naJehovha.
Bandingkan
Telusuri Ekisodho 8:18-19
2
Ekisodho 8:1
Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Enda kuna Faro undoti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: Rega vanhu vangu vaende, kuti vanondinamata.
Telusuri Ekisodho 8:1
3
Ekisodho 8:15
Asi Faro akati aona kuti rusununguko rwakanga rwavapo, akaomesa mwoyo wake uye akasada kuteerera Mozisi naAroni, sezvakanga zvarehwa naJehovha.
Telusuri Ekisodho 8:15
4
Ekisodho 8:2
Kana ukaramba kuti vaende, ndichatambudza nyika yako yose namatatya.
Telusuri Ekisodho 8:2
5
Ekisodho 8:16
Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Taurira Aroni uti, ‘Tambanudza tsvimbo yako ugorova guruva revhu,’ uye munyika yose yeIjipiti, guruva richava umhutu.”
Telusuri Ekisodho 8:16
6
Ekisodho 8:24
Uye Jehovha akaita izvozvo. Mabute enhunzi akapinda mumuzinda maFaro uye nomudzimba dzamachinda ake, uye muIjipiti yose, nyika yakaparadzwa namabute enhunzi.
Telusuri Ekisodho 8:24
Beranda
Alkitab
Rencana
Video