1
Ekisodho 40:38
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Saka gore raJehovha raiva pamusoro petabhenakeri masikati; uye moto wakanga uri mugore usiku, pamberi peimba yose yaIsraeri panguva yokufamba kwavo kwose.
Bandingkan
Telusuri Ekisodho 40:38
2
Ekisodho 40:34-35
Ipapo gore rakafukidza Tende Rokusangana, uye kubwinya kwaJehovha kwakazadza tabhenakeri. Mozisi haana kugona kupinda muTende Rokusangana nokuti gore rakanga ragara pariri, uye kubwinya kwaJehovha kwakazadza tabhenakeri.
Telusuri Ekisodho 40:34-35
Beranda
Alkitab
Rencana
Video