1
Ekisodho 24:17-18
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
KuvaIsraeri, kubwinya kwaJehovha kwairatidzika somoto unoparadza uri pamusoro pegomo. Ipapo akapinda mugore paakanga achikwira mugomo. Uye akagara mugomo kwamazuva makumi mana nousiku huna makumi mana.
Bandingkan
Telusuri Ekisodho 24:17-18
2
Ekisodho 24:16
uye kubwinya kwaJehovha kwakagara pamusoro peGomo reSinai. Gore rakafukidza gomo iro kwamazuva matanhatu, uye pazuva rechinomwe, Jehovha akadana Mozisi ari mukati megore.
Telusuri Ekisodho 24:16
3
Ekisodho 24:12
Jehovha akati kuna Mozisi, “Kwira kuno kwandiri pamusoro pegomo ugare pano, ndigokupa mahwendefa amabwe, ane mirayiro nemitemo zvandanyora kuti varayirwe.”
Telusuri Ekisodho 24:12
Beranda
Alkitab
Rencana
Video