1
Ruka 6:38
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipai, nemi mucapiwa; ʋacakupai pamaʋoko enyu ciyero cakanaka, cakatsikirirwa, cakazuŋguzirwa, cakaita mupfuŋga; nokuti neciyero camunoyera naco, mucayerwa ʋo naco.
Համեմատել
Ուսումնասիրեք Ruka 6:38
2
Ruka 6:45
Munhu wakanaka unoɓuɗisa ɀakanaka pafuma yakanaka yomŋoyo wake; wakaipa unoɓuɗisa ɀakaipa pafuma yakaipa yomŋoyo wake; nokuti muromo unoreʋa ɀizere pamŋoyo.
Ուսումնասիրեք Ruka 6:45
3
Ruka 6:35
Asi iɗai ʋaʋeŋgi ʋenyu, muʋaitire ɀakanaka. Mupe cikwerete musiŋgaʋori mŋoyo; muɓairo wenyu ucaʋa mukuru, mugoʋa ʋanakomana ʋoWokumsoro‐soro; nokuti iye unomŋoyo munyoro kunaʋasiŋgaʋoŋgi naʋakaipa.
Ուսումնասիրեք Ruka 6:35
4
Ruka 6:36
Iʋai netsitsi, saƂaɓa ʋenyu ʋanetsitsi ʋo.
Ուսումնասիրեք Ruka 6:36
5
Ruka 6:37
Musatoŋga, nemi hamuŋgazotoŋgwi; musapa mhaka, nemi hamuŋgazopiwi mhaka; sunuŋgurai, nemi mucasunuŋgurwa ʋo.
Ուսումնասիրեք Ruka 6:37
6
Ruka 6:27-28
Asi ndinoti kwamuri imi munonzwa: Iɗai ʋaʋeŋgi ʋenyu; muitire ɀakanaka ʋanokuʋeŋgai. Ropafadzai ʋanokutukai, munyeŋgeterere ʋanokumhurai.
Ուսումնասիրեք Ruka 6:27-28
7
Ruka 6:31
Seɀamunoɗa kuti ʋanhu ʋakuitirei, muʋaitire ʋo saiɀoɀo.
Ուսումնասիրեք Ruka 6:31
8
Ruka 6:29-30
Unokuroʋa paɗama, umurinzire rimŋe ʋo; unokutorera ŋguʋo yokunze, usamuramba neŋguʋo yomukati ʋo. Mumŋe nomumŋe unokumbira kwauri, umupe; nounokutorera ɀako, usaɀikumbira ɀe kwaari.
Ուսումնասիրեք Ruka 6:29-30
9
Ruka 6:43
Nokuti hakunomuti wakanaka unoɓereka ɀiɓereko ɀakaipa, kana muti wakaipa unoɓereka ɀiɓereko ɀakanaka
Ուսումնասիրեք Ruka 6:43
10
Ruka 6:44
nokuti muti mumŋe nomumŋe unozikanwa neɀiɓereko ɀawo. Nokuti ʋanhu haʋatanhi maʋonde paminzwa, kana mazambiriŋga haatanhwi parukato.
Ուսումնասիրեք Ruka 6:44
Գլխավոր
Աստվածաշունչ
Ծրագրեր
Տեսանյութեր