1
Ruka 10:19
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ndakakupai simba rokutsika pamsoro penyoka neɀinyaʋaɗa, napamsoro pesimba rose romuʋeŋgi; hakunecinhu ciŋgatoŋgokukuʋadzai.
Համեմատել
Ուսումնասիրեք Ruka 10:19
2
Ruka 10:41-42
Ishe akapindura, akati kwaari: Marta! Marta! unofuŋganya, nokuɀitambudza neɀinhu ɀizhinji, asi cinhu cimŋe cinoɗikanwa; nokuti Maria wakasanaŋgura mugoʋe wakanaka, waasiŋgazotorerwi.
Ուսումնասիրեք Ruka 10:41-42
3
Ruka 10:27
Iye akapindura, akati: Iɗa Ishe, Mŋari wako, nomŋoyo wako wose, nomŋeya wako wose, nesimba rako rose, nokufuŋga kwako kwose, nowokwako seɀaunoɀiɗa iwe.
Ուսումնասիրեք Ruka 10:27
4
Ruka 10:2
Akati kwaʋari: Kuceka kukuru, asi ʋaɓati ʋashoma; naiɀoɀo kumbirai kunaShe wokuceka kuti aɓuɗise ʋaɓati pakuceka kwake.
Ուսումնասիրեք Ruka 10:2
5
Ruka 10:36-37
Unofuŋgei, ndoupiko kunaʋatatu aʋa wakaŋga ari wokwake waiye wakawirwa namakororo? Akati: Ndiye wakamuitira ŋgoni. Jesu akati kwaari: Enda, undoita saiɀoɀo.
Ուսումնասիրեք Ruka 10:36-37
6
Ruka 10:3
Fambai henyu; tarirai, ndinokutumai samakwaiana pakati pamapere.
Ուսումնասիրեք Ruka 10:3
Գլխավոր
Աստվածաշունչ
Ծրագրեր
Տեսանյութեր