1
Mabasa aVapostori 13:2-3
Shona BIBLE
Vakati vachishumira Ishe, nokuzvinyima zvokudya, Mweya Mutsvene akati, “Nditsaurirei Bhanabhasi naSauro kubata basa randakavadanira.” Ipapo vakazvinyima zvokudya, vakanyengetera, vakaisa maoko pamusoro pavo, ndokuvaendesa.
Összehasonlít
Fedezd fel: Mabasa aVapostori 13:2-3
2
Mabasa aVapostori 13:39
Nouyu, mumwe nomumwe anotenda, anoruramiswa pazvose, zvamakanga musingagoni kururamiswa pazviri nomurairo waMosesi.
Fedezd fel: Mabasa aVapostori 13:39
3
Mabasa aVapostori 13:47
Nokuti Ishe wakatirayira saizvozvo, achiti, ‘Ndakakuisa kuti uve chiedza chavahedheni, Kuti uve ruponeso kusvikira kumugumo wenyika.’ ”
Fedezd fel: Mabasa aVapostori 13:47
Kezdőoldal
Biblia
Tervek
Videók