1
Mabasa aVapostori 10:34-35
Shona BIBLE
Ipapo Petirosi akashamisa muromo wake akati, “Zvirokwazvo, ndinoona kuti Mwari haazi mutsauri wavanhu, asi parudzi rupi norupi, munhu, anomutya, achiita zvakarurama, anogamuchirwa naye.
Összehasonlít
Fedezd fel: Mabasa aVapostori 10:34-35
2
Mabasa aVapostori 10:43
“Vaporofita vose vanomupupurira kuti nezita rake mumwe nomumwe anotenda kwaari achapiwa ruregerero rwezvivi.”
Fedezd fel: Mabasa aVapostori 10:43
Kezdőoldal
Biblia
Tervek
Videók