Mabasa aVapostori 10:34-35
Mabasa aVapostori 10:34-35 SUB
Ipapo Petirosi akashamisa muromo wake akati, “Zvirokwazvo, ndinoona kuti Mwari haazi mutsauri wavanhu, asi parudzi rupi norupi, munhu, anomutya, achiita zvakarurama, anogamuchirwa naye.