1
Mavambo 7:1
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Tenzi akataurira Nowa achiti, “Pinda mungarava, iwe nemhuri yako yose. Ndazviona kuti pachizvarwa ichi ndiwe wakarurama.
Konpare
Eksplore Mavambo 7:1
2
Mavambo 7:24
Mvura ndokuramba yakati fasha panyika kwamazuva zana namakumi mashanu.
Eksplore Mavambo 7:24
3
Mavambo 7:11
Nowa paakanga ava namazana matanhatu amakore mumwedzi wechipiri pazuva regumi nechinomwe romwedzi iwoyo, ndiro zuva rakatubuka zvisipiti zvemvura zhinji yepasipasi penyika zvikapfachuka, mahwindo okudenga akazarurwa
Eksplore Mavambo 7:11
4
Mavambo 7:23
Zvinhu zvipenyu zvose zvakatsakatiswa pasi pose zvaiti, vanhu nemhuka nezvinokambaira nokuzvova napasi neshiri dzedenga, zvakatsakatiswa pasi pose. Asi kwakangosara Nowa chete navaaiva navo mungarava.
Eksplore Mavambo 7:23
5
Mavambo 7:12
mvura zhinji ikanaya panyika siku nesikati, kwamazuva makumi mana.
Eksplore Mavambo 7:12
Akèy
Bib
Plan yo
Videyo