1
Genesi 7:1
Shona BIBLE
Zvino Jehovha akati kuna Nowa, “Pindai muareka, iwe nemhuri yako yose; nokuti ndakuona iwe kuti wakarurama pamberi pangu parudzi urwu.
Compare
Genesi 7:1 ખોજ કરો
2
Genesi 7:24
Mvura ikaramba yakakwirira panyika mazuva ane zana namakumi mashanu.
Genesi 7:24 ખોજ કરો
3
Genesi 7:11
Pagore ramazana matanhatu roupenyu hwaNowa, nomwedzi wechipiri, nezuva regumi namanomwe romwedzi, nezuva iroro matsime ose apakadzika–dzika akadziurwa, namahwindo edenga akazarurwa
Genesi 7:11 ખોજ કરો
4
Genesi 7:23
Zvipenyu zvose, zvakanga zviri pasi pose, zvikaparadzwa, zvaiti, vanhu, nezvipfuwo, nezvinokambaira, neshiri dzedenga; zvikaparadzwa panyika; Nowa oga akasara, nezvakanga zviri muareka naye.
Genesi 7:23 ખોજ કરો
5
Genesi 7:12
mvura zhinji ikanaya panyika mazuva ana makumi mana nousiku huna makumi mana.
Genesi 7:12 ખોજ કરો
હોમ
બાઇબલ
યોજનાઓ
વિડિઓઝ