1
Genesi 2:24
Shona BIBLE
SUB
Naizvozvo munhu anofanira kusiya baba vake namai vake, anamatire mukadzi wake, vave nyama imwe.
Compare
Genesi 2:24 ખોજ કરો
2
Genesi 2:18
Jehovha Mwari akatizve, “Hazvina kunaka kuti munhu agare ari woga; ndichamuitira mubatsiri akamukwanira.”
Genesi 2:18 ખોજ કરો
3
Genesi 2:7
Jehovha Mwari akaumba munhu neguruva revhu, akafuridzira mweya woupenyu mumhino dzake; munhu akava mweya mupenyu.
Genesi 2:7 ખોજ કરો
4
Genesi 2:23
Munhu akati, “Zvino uyu ipfupa ramapfupa angu, nenyama yenyama yangu, uchatumidzwa Mukadzi, nokuti wakabviswa paMurume.”
Genesi 2:23 ખોજ કરો
5
Genesi 2:3
Mwari akaropafadza musi wechinomwe, akauita mutsvene; nokuti akazorora nawo pabasa rake rose, raakanga asika nokuita iye Mwari.
Genesi 2:3 ખોજ કરો
6
Genesi 2:25
Vose vari vaviri vakanga vasina kusimira, munhu nomukadzi wake, asi havana kunyara.
Genesi 2:25 ખોજ કરો
હોમ
બાઇબલ
યોજનાઓ
વિડિઓઝ