1
Ruka 21:36
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi rindai neŋguʋa dzose, mukumbire, kuti mugone kupukunyuka paɀinhu iɀi ɀose ɀinozoitwa, mugomira pamberi poMŋanakomana womunhu.
Compare
Ruka 21:36 ખોજ કરો
2
Ruka 21:34
Cenjerai, kuti mŋoyo yenyu irege kuremedzwa nokudyisa nokuɓatwa, nokufuŋganya pamsoro peɀinhu ɀoʋupenyu bguno, kuti zuʋa iro rirege kukuwirai seriʋa.
Ruka 21:34 ખોજ કરો
3
Ruka 21:19
Nokutsuŋgirira kwenyu mucawana ʋupenyu bgenyu.
Ruka 21:19 ખોજ કરો
4
Ruka 21:15
Nokuti ndicakupai muromo nokucenjera, kucakonesa ʋaʋeŋgi ʋenyu ʋose kukukundai nokuramba ɀamunoreʋa.
Ruka 21:15 ખોજ કરો
5
Ruka 21:33
Ƌeŋga nenyika ɀicapfuʋura, asi mashoko aŋgu haaŋgatoŋgopfuʋuri.
Ruka 21:33 ખોજ કરો
6
Ruka 21:25-27
Ɀiratidzo ɀicaʋa’po pazuʋa napamŋedzi, napanyeredzi; napanyika ʋurombo bgaʋanhu, ʋacikaŋganiswa nokutinhira kweguŋgwa namafuŋgu; ʋanhu ʋacapera nokutya nokutarira ɀinowira nyika; nokuti masimba okuɗeŋga acaɗeŋgenyeka. Ipapo ʋacaʋona Mŋanakomana womunhu aciʋuya negore, nesimba rokubginya kukuru.
Ruka 21:25-27 ખોજ કરો
7
Ruka 21:17
Mucaʋeŋgwa naʋanhu ʋose nokuɗa kwezita raŋgu.
Ruka 21:17 ખોજ કરો
8
Ruka 21:11
Kuɗeŋgenyeka kukuru kwenyika kucaʋa’po, nokunedzimŋe nɀimbo nzara nehosha, neɀinotyisa, ʋuye ɀiratidzo ɀikuru, ɀicabva kuɗeŋga, ɀicaʋa’po.
Ruka 21:11 ખોજ કરો
9
Ruka 21:9-10
Kana mucinzwa ɀokurwa, nenyoŋganiso, musavunduka henyu, nokuti iɀoɀi ɀinofanira kumboitwa; asi kuguma hakuȿiki pakarepo. Akati kwaʋari: Rudzi rumŋe rucamukira rumŋe rudzi, noʋushe bgumŋe bgucamukira bgumŋe ʋushe.
Ruka 21:9-10 ખોજ કરો
10
Ruka 21:25-26
Ɀiratidzo ɀicaʋa’po pazuʋa napamŋedzi, napanyeredzi; napanyika ʋurombo bgaʋanhu, ʋacikaŋganiswa nokutinhira kweguŋgwa namafuŋgu; ʋanhu ʋacapera nokutya nokutarira ɀinowira nyika; nokuti masimba okuɗeŋga acaɗeŋgenyeka.
Ruka 21:25-26 ખોજ કરો
11
Ruka 21:10
Akati kwaʋari: Rudzi rumŋe rucamukira rumŋe rudzi, noʋushe bgumŋe bgucamukira bgumŋe ʋushe.
Ruka 21:10 ખોજ કરો
12
Ruka 21:8
Akati: Cenjerai, kuti murege kutsauswa; nokuti ʋazhinji ʋacaʋuya nezita raŋgu, ʋaciti: Ndini Kristu; ŋguʋa yasweɗera. Musaʋateʋera.
Ruka 21:8 ખોજ કરો
હોમ
બાઇબલ
યોજનાઓ
વિડિઓઝ