1
Johane 10:10
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mbava inoŋgoʋuya, kuti iɓe nokuʋuraya nokuparadza. Ini ndakaʋuya, kuti aʋe noʋupenyu, ʋuye aʋe nobgakawanda.
Compare
Johane 10:10 ખોજ કરો
2
Johane 10:11
Ndini mufudzi wakanaka; mufudzi wakanaka unorashira makwai ake ʋupenyu bgake.
Johane 10:11 ખોજ કરો
3
Johane 10:27
Makwai aŋgu anonzwa inzwi raŋgu; neni ndinoaziʋa, ʋuye anonditeʋera.
Johane 10:27 ખોજ કરો
4
Johane 10:28
Ndinoapa ʋupenyu bgusiŋgaperi; haaŋgafi nokusiŋgaperi, ʋuye hakunomunhu uŋgaabvuta muruʋoko rwaŋgu.
Johane 10:28 ખોજ કરો
5
Johane 10:9
Ndini mukoʋa; kana munhu apinda neni, ucaponeswa, ucapinda, ucaɓuɗa, ucawana mafuro.
Johane 10:9 ખોજ કરો
6
Johane 10:14
Ndini mufudzi wakanaka, ndinoziʋa makwai aŋgu, namakwai aŋgu anondiziʋa ini
Johane 10:14 ખોજ કરો
7
Johane 10:29-30
Ɀandakapiwa naƂaɓa ʋaŋgu ɀikuru kuneɀose; hakunomunhu uŋgaabvuta muruʋoko rwaƂaɓa ʋaŋgu. Ini naƂaɓa tiri ʋamŋe.
Johane 10:29-30 ખોજ કરો
8
Johane 10:15
Ƃaɓa seɀaʋanondiziʋa, neni ndiciziʋa Ƃaɓa; ndinorashira makwai aŋgu ʋupenyu bgaŋgu.
Johane 10:15 ખોજ કરો
9
Johane 10:18
Hakunomunhu uŋganditorera ibgo; asi ndinobgurasha ndimene. Ndinesimba rokubgurasha, ʋuye ndinesimba rokubgutora ɀe. Uyu murairo ndakaupiwa naƂaɓa ʋaŋgu.
Johane 10:18 ખોજ કરો
10
Johane 10:7
Ɀino Jesu akati kwaʋari ɀe: Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Ndini mukoʋa wamakwai.
Johane 10:7 ખોજ કરો
11
Johane 10:12
Muranda, usati ari mufudzi wamakwai, makwai asati ari ake, unoti kana aciʋona ɓere riciʋuya, unosiya makwai, ndokutiza; ɓere rinoabvuta, nokuaparadza
Johane 10:12 ખોજ કરો
12
Johane 10:1
Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Usiŋgapindi nomukoʋa muɗaŋga ramakwai, asi unokwira nokumŋe, imbava negororo.
Johane 10:1 ખોજ કરો
હોમ
બાઇબલ
યોજનાઓ
વિડિઓઝ