1
Ruka 11:13
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo kana imi makaipa muciziʋa kupa ʋana ʋenyu ɀipo ɀakanaka, Ƃaɓa ʋenyu ʋari kuɗeŋga ʋacapa ɀikuru sei Mŋeya Mutȿene ʋanokumbira kwaari.
Vertaa
Tutki Ruka 11:13
2
Ruka 11:9
Ndinoti kwamuri: Kumbirai, mucapiwa; tȿakai, mucawana; gogodzai, mucazarurirwa.
Tutki Ruka 11:9
3
Ruka 11:10
Nokuti mumŋe nomumŋe unokumbira, unopiwa; unotȿaka, unowana; nounogogodza, unozarurirwa.
Tutki Ruka 11:10
4
Ruka 11:2
Akati kwaʋari: Kana mucinyeŋgetera, muti: Ƃaɓa, zita renyu ŋgarikudzwe noʋutȿene; ʋushe bgenyu ŋgabguʋuye
Tutki Ruka 11:2
5
Ruka 11:4
mutikaŋganwirei ɀiʋi ɀeɗu, nokuti nesu tinokaŋganwira ʋose ʋanemhoȿa nesu; musatiisa pakuidzwa.
Tutki Ruka 11:4
6
Ruka 11:3
mutipei zuʋa rimŋe nerimŋe ɀokudya ɀeɗu ɀinotiriŋgana
Tutki Ruka 11:3
7
Ruka 11:34
Mŋenje womuʋiri iziso rako; kana ziso rako rakanaka, muʋiri wako wose ucavenekerwa; asi kana rakaipa, muʋiri wako wose ucaʋa nerima.
Tutki Ruka 11:34
8
Ruka 11:33
Hakunomunhu unoti kana atuŋgidza mŋenje, uŋgauisa pakaʋanda, kana pasi peɗeŋgu, asi pacigadziko, kuti ʋanopinda ʋaʋone ciedza.
Tutki Ruka 11:33
Koti
Raamattu
Suunnitelmat
Videot