1
Genesi 15:6
Shona BIBLE
Iye akatenda Jehovha, akamuti ndiko kururama kwake.
مقایسه
Genesi 15:6 را جستجو کنید
2
Genesi 15:1
Shure kwaizvozvo shoko raJehovha rakasvika kuna Abhuramu pane zvaakaratidzwa, richiti, “Usatya Abhuramu; ini ndiri nhoo yako nomubairo wako mukurukuru.”
Genesi 15:1 را جستجو کنید
3
Genesi 15:5
Akamubudisa panze akati, “Zvino tarira kudenga, uverenge nyenyedzi, kana uchigona kudziverenga.” Akati kwaari, “Ndizvo zvichaita vana vako.”
Genesi 15:5 را جستجو کنید
4
Genesi 15:4
Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwaari rikati, “Uyu haangavi mudyi wenhaka yako; asi uyo, achabuda paura hwako, ndiye achava mudyi wenhaka yako.”
Genesi 15:4 را جستجو کنید
5
Genesi 15:13
Mwari akati kuna Abhuramu, “Uzive kwazvo kuti vana vako vachava vatorwa munyika isati iri yavo, vachava varanda vavo, vachatambudzwa makore ana mazana mana
Genesi 15:13 را جستجو کنید
6
Genesi 15:2
Abhuramu akati, “Ishe Jehovha, muchandipeiko, zvondofa hangu ndisina mwana; uchava mudyi wenhaka yeimba yangu ndiEriezeri weDhamasiko kani?”
Genesi 15:2 را جستجو کنید
7
Genesi 15:18
Nomusi iwoyo Jehovha akaita sungano naAbhuramu, akati, “Vana vako ndavapa nyika iyi, kubva parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, runonzi Yufuretesi.
Genesi 15:18 را جستجو کنید
8
Genesi 15:16
Rudzi rwechina ruchadzokera pano, nokuti kusarurama kwaVaAmori kuchigere kuzara.”
Genesi 15:16 را جستجو کنید
خانه
كتابمقدس
برنامههای مطالعه
ویدیوها