1
Johani 8:12
Shona Bible 1949, revised 2002
Zvino Jesu akataurazve navo, akati, “Ndini chiedza chenyika; anonditevera haangatongofambi murima, asi achava nechiedza choupenyu.”
مقایسه
Johani 8:12 را جستجو کنید
2
Johani 8:32
Muchaziva chokwadi, nechokwadi chichakusunungurai.”
Johani 8:32 را جستجو کنید
3
Johani 8:31
Zvino Jesu akati kuvaJudha avo, vakanga vamutenda, “Kana imi muchigara mushoko rangu, muri vadzidzi vangu zvirokwazvo.
Johani 8:31 را جستجو کنید
4
Johani 8:36
Naizvozvo kana Mwanakomana achikusunungurai, muchava vakasununguka kwazvo.
Johani 8:36 را جستجو کنید
5
Johani 8:7
Zvino ivo vakati vachiramba vachimubvunza, akakotoroka, akati kwavari, “Asina chivi pakati penyu, ngaatange kukanda bwe kwaari.”
Johani 8:7 را جستجو کنید
6
Johani 8:34
Jesu akapindura, akati, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, mumwe nomumwe anoita zvivi, ndiye muranda wezvivi.
Johani 8:34 را جستجو کنید
7
Johani 8:10-11
Jesu akatwasanukazve; zvino asingaoni munhu, asi mukadzi oga, akati kwaari, “Mai, vaya vakupomera mhosva varipiko? Hakuna akutonga here?” Iye akati, “Hakuna, Ishe!” Jesu akati kwaari, “Neniwo handikupi mhosva. Enda hako, usatadzazve.”]
Johani 8:10-11 را جستجو کنید
خانه
كتابمقدس
برنامههای مطالعه
ویدیوها