1
Ruka 18:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakaʋaʋudza mufananidzo wokuti ʋanofanira kunyeŋgetera ŋguʋa dzose, ʋasiŋgarashi mŋoyo
مقایسه
Ruka 18:1 را جستجو کنید
2
Ruka 18:7-8
Ko ɀino Mŋari haaŋgaruramisiri ʋakasanaŋgurwa ʋake, ʋanoɗanidzira kwaari masikati noʋusiku, kunyaŋge acinonoka pamsoro paʋo here? Ndinoti kwamuri: Ucakurumidza kuʋaruramisira. Asi Mŋanakomana womunhu kana aciȿika, ucawana kutenda panyika here?
Ruka 18:7-8 را جستجو کنید
3
Ruka 18:27
Iye akati: Iɀo ɀisiŋgabviri kuʋanhu, ɀinobvira kunaMŋari.
Ruka 18:27 را جستجو کنید
4
Ruka 18:4-5
Iye akamboramba ŋguʋa; asi pashure akati mumŋoyo make: Kunyaŋge ndisiŋgatyi Mŋari, kana kuʋa nehanya nomunhu; iyi cirikadzi ɀainonditambudza, ndicairuramisira, kuti irege kuzoʋuya pashure indiroʋe kumeso.
Ruka 18:4-5 را جستجو کنید
5
Ruka 18:17
Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Aninani usiŋgagamuciri ʋushe bgaMŋari somŋana muɗuku, haaŋgatoŋgopindi mabguri.
Ruka 18:17 را جستجو کنید
6
Ruka 18:16
Ipapo Jesu akaʋaɗanira kwaari, akati: Regai ʋana ʋaɗuku, ʋaʋuye kwandiri, musaʋadziʋisa, nokuti ʋushe bgaMŋari ndobgaʋakaɗai.
Ruka 18:16 را جستجو کنید
7
Ruka 18:42
Jesu akati kwariri: Ciʋona, kutenda kwako kwakuponesa.
Ruka 18:42 را جستجو کنید
8
Ruka 18:19
Jesu akati kwaari: Unondiidzireiko wakanaka? Hakuna‐wakanaka, asi mumŋe cete, iye Mŋari.
Ruka 18:19 را جستجو کنید
خانه
كتابمقدس
برنامههای مطالعه
ویدیوها