Maɓasa Aʋaapostora 3:16
Maɓasa Aʋaapostora 3:16 SUB1949
Nokutenda kuzita rake, zita rake rakasimbisa munhu uyu wamunoʋona, nowamunoziʋa; ʋuye, kutenda kunobva kwaari, ndiko kwakamuporesa ɀakanaka kuɗai pamberi penyu mose.