I Samueri 8:8
I Samueri 8:8 SUB1949
Ɀose ɀaʋakaita kubva zuʋa randakaʋakwidza ndiciʋaɓuɗisa paEgipita kuȿikira nhasi, ʋacindirasha nokushumira ʋamŋe ʋamŋari, ndiɀo ɀaʋanokuitira iwe ʋo.