YouVersion Logo
Search Icon

I Samueri 5:3-4

I Samueri 5:3-4 SUB1949

Ɀino ʋeAshdodi ʋakati ʋacimuka maŋgwanani, ʋonei Dagoni wawira pasi neciso pamberi peareka yaJehova. Ʋakatora Dagoni, ʋakamugadzika ɀe panɀimbo yake. Ɀino ʋakati ʋacimuka maŋgwanani, ʋonei Dagoni wawira pasi neciso pamberi peareka yaJehova; nomusoro waDagoni neɀanza ɀamaʋoko ake ose maʋiri ɀakaŋga ɀavunika, ɀiri pacikumbaridzo comukoʋa; Dagoni wakaŋga asarirwa nomuʋiri woga.