I ƲaKorinte 6:19-20
I ƲaKorinte 6:19-20 SUB1949
Hamuziʋi here kuti muʋiri wenyu itembere yoMŋeya Mutȿene, uri mukati menyu, wamakapiwa naMŋari? Hamuzi ʋenyu; nokuti makateŋgwa nomuteŋgo; naiɀoɀo kudzai Mŋari mumuʋiri wenyu.