1
Mapisarema 26:2-3
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Ndiedzei, imi Jehovha, ndinzverei, nzverai mwoyo wangu nendangariro dzangu; nokuti rudo rwenyu rwuri pamberi pangu nguva dzose, uye ndinogara ndichifamba muzvokwadi yenyu.
Compare
Explore Mapisarema 26:2-3
2
Mapisarema 26:1
Nditongerei, imi Jehovha, nokuti ndakararama upenyu husina chahungapomerwa; ndakavimba naJehovha ndisingazungunuki.
Explore Mapisarema 26:1
Home
Bible
Plans
Videos