1
Zvirevo 4:23
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Pamusoro pazvo zvose, chengetedza mwoyo wako, nokuti ndicho chitubu choupenyu.
Compare
Explore Zvirevo 4:23
2
Zvirevo 4:26
Gadzirira tsoka dzako gwara ugofamba munzira dzakasimba chete.
Explore Zvirevo 4:26
3
Zvirevo 4:24
Bvisa zvinotsausa pamuromo wako; kutaura kwakaora ngakuve kure nemiromo yako.
Explore Zvirevo 4:24
4
Zvirevo 4:7
Uchenjeri chinhu chikuru; naizvozvo wana uchenjeri. Kunyange huchikutorera zvose zvaunazvo, wana kunzwisisa.
Explore Zvirevo 4:7
5
Zvirevo 4:18-19
Nzira yavakarurama yakafanana nechiedza chamambakwedza, chinoramba chichiwedzera kubwinya kusvikira pachiedza chamasikati makuru. Asi nzira yavakaipa yakaita serima guru; havazivi zvinoita kuti vagumburwe.
Explore Zvirevo 4:18-19
6
Zvirevo 4:6
Usarasa uchenjeri, ipapo huchakuchengeta; hude, ihwo hugokurinda.
Explore Zvirevo 4:6
7
Zvirevo 4:13
Batisisa kurayirwa, usarega kuchienda; nyatsokurinda zvakanaka, nokuti ndihwo upenyu hwako.
Explore Zvirevo 4:13
8
Zvirevo 4:14
Usaisa rutsoka panzira dzavakaipa, kana kufamba panzira dzavanhu vakaipa.
Explore Zvirevo 4:14
9
Zvirevo 4:1
Teererai, vanakomana vangu, kurayira kwababa venyu; nyatsoteererai mugowana kunzwisisa.
Explore Zvirevo 4:1
Home
Bible
Plans
Videos