1
Nziyo 100:5
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Nokuti TENZI akanaka, mwoyochena wake hauperi, kutendeka kwake kunosvika kuzvizvarwa nezvizvarwa.
Compare
Explore Nziyo 100:5
2
Nziyo 100:4
Pindai pamisuo yake mikuru muchitenda mupinde mumipanda yake muchirumbidza, mutendei muchirumbidza zita rake.
Explore Nziyo 100:4
3
Nziyo 100:2
shandirai TENZI, norufaro, uyai pamberi pake muchiimba.
Explore Nziyo 100:2
4
Nziyo 100:3
Zvizivei kuti TENZI ndiMwari, ndiye akatisika uye kuti tiri vake. Tiri vanhu vake, hwai dzake dzaanochengeta.
Explore Nziyo 100:3
Home
Bible
Plans
Videos