1
Zvakaratidzwa 19:7
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Ngatipemberei tichifara timuwanise mbiri nokuti muchato wehwayana wasvika uye mwenga azvigadzirira.
Compare
Explore Zvakaratidzwa 19:7
2
Zvakaratidzwa 19:16
Pagemenzi rake napachidya chake akanyorwa zita rokuti, “Mambowamadzimambo naShewamadzishe.”
Explore Zvakaratidzwa 19:16
3
Zvakaratidzwa 19:11
Zvino ndipo pandakaona denga razarurwa ndikaona bhiza jena. Akanga akaritasva ainzi Kutendeka uye Chokwadi anotonga noururami uye anorwa hondo.
Explore Zvakaratidzwa 19:11
4
Zvakaratidzwa 19:12-13
Maziso ake akaita serimi romoto pamusoro wake pane ngundu dzakawanda uye akanga ane zita rakanyorwa risingazivikanwi nani zvake asi iye oga. Akanga akapfeka gemenzi rakanyikwa muropa zita raanodaidzwa naro rinonzi, “Shokoramwari.”
Explore Zvakaratidzwa 19:12-13
5
Zvakaratidzwa 19:15
Mumuromo make makabuda bakatwa rinopinza rokukurira naro marudzi. Achavatonga netsvimbo yesimbi; achakanya waini muguvi rewaini rehasha dzaMwari Samasimbaose.
Explore Zvakaratidzwa 19:15
6
Zvakaratidzwa 19:20
Chikara chiya chakabatwa pamwechete nomuporofita wenhema uya akaita zviratidzo pamberi pacho zvaakanyengedza nazvo vaya vaiva nomucherechedzo wechikara navaya vainamata chifananidzo chacho. Muporofita uya akakandwa ari mupenyu mudziva rinobvira moto wesarufa pamwechete nechikara chiya.
Explore Zvakaratidzwa 19:20
Home
Bible
Plans
Videos