1
2 Vakorinde 11:14-15
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Hazvishamisi izvozvo nokuti kunyange Satani anonyengedza achizviita somutumwa wechiedza. Naizvozvo hazvishamisi kana varanda vake vachinyengedza sokunge varanda voururami. Mugumo wavo uchaenderana nezviito zvavo.
Compare
Explore 2 Vakorinde 11:14-15
2
2 Vakorinde 11:3
Zvino ndavakutotya kuti sokunyengedza kwakaita nyoka Eva nokusvinuka kwayo pfungwa dzenyu dzingadaro dzatsautswa pautsvene hwenyu nokutendeseka kwenyu kuna Kristu.
Explore 2 Vakorinde 11:3
3
2 Vakorinde 11:30
Dai kuri kuti ndinozvirova dundundu ndingatozvirovera dundundu utera hwangu
Explore 2 Vakorinde 11:30
Home
Bible
Plans
Videos