1
1 Vakorinde 7:5
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Regai kunyimana, kunze kokunge mabvumirana kuregera kwechinguva, kuti mumbonamata, asi mozodzokerana zvakare nokuti Satani angadaro akakuedzai nokutadza kuzvibata.
Compare
Explore 1 Vakorinde 7:5
2
1 Vakorinde 7:3-4
Murume anofanira kupa mukadzi wake zvaanofanira kumupa somurume wake, ndizvozvowo nomukadzi kumurume wake. Mukadzi haana simba pamusoro pomuviri wake asi murume wake; murumewo haana simba pamusoro pomuviri wake asi mukadzi wake.
Explore 1 Vakorinde 7:3-4
3
1 Vakorinde 7:23
Imi makatengwa nomutengo, musave varanda vavanhu.
Explore 1 Vakorinde 7:23
Home
Bible
Plans
Videos