1
Mapisarema 121:1-2
Shona Bible 1949, revised 2002
Ndichasimudzira meso angu kumakomo; Kubatsirwa kwangu kuchabvepiko? Kubatsirwa kwangu kunobva kuna Jehovha, Wakaita kudenga napasi.
Compare
Explore Mapisarema 121:1-2
2
Mapisarema 121:7-8
Jehovha achakuchengeta pazvakaipa zvose; Achachengeta mweya wako. Jehovha achakuchengeta pakubuda kwako napakupinda kwako, Kubva panguva ino kusvikira pakusingaperi.
Explore Mapisarema 121:7-8
3
Mapisarema 121:3
Haangatenderi rutsoka rwako kuti rutedzemuke; Muchengeti wako haangakotsiri.
Explore Mapisarema 121:3
Home
Bible
Plans
Videos