Mapisarema 121:1-2
Mapisarema 121:1-2 SNA2002
Ndichasimudzira meso angu kumakomo; Kubatsirwa kwangu kuchabvepiko? Kubatsirwa kwangu kunobva kuna Jehovha, Wakaita kudenga napasi.