1
Vagaratiya 3:13
Shona Bible 1949, revised 2002
Kristu akatidzikinura pakutuka kwomurayiro, iye akaitwa chakatukwa nokuda kwedu, nokuti kwakanyorwa, kuchinzi, “Vakatukwa vose vanoturikwa pamuti!”
Compare
Explore Vagaratiya 3:13
2
Vagaratiya 3:28
Hakuchina muJudha kana muGiriki, hakuchina akasungwa kana akasununguka, hakuchina munhurume kana munhukadzi; nokuti imi mose muri vamwe muna Kristu Jesu.
Explore Vagaratiya 3:28
3
Vagaratiya 3:29
Zvino kana muri vaKristu, muri vana vaAbhurahamu, vadyi venhaka sezvamakapikirwa.
Explore Vagaratiya 3:29
4
Vagaratiya 3:14
Kuti kuropafadzwa kwaAbhurahamu kusvike kuvahedheni muna Jesu Kristu; kuti tipiwe nokutenda chipikirwa choMweya.
Explore Vagaratiya 3:14
5
Vagaratiya 3:11
Zvino, zvinoonekwa kuti hakuna munhu anoruramiswa nomurayiro pamberi paMwari, nokuti, “Akarurama achararama nokutenda.”
Explore Vagaratiya 3:11
Home
Bible
Plans
Videos