1
Muparidzi 8:15
Shona Bible 1949, revised 2002
Ipapo ndakarumbidza mufaro, nokuti munhu haane chinhu chinopfuura ichi, kuti adye, anwe, afare; kuti izvozvo zvigare naye pakubata kwake mazuva ose ohupenyu hwake, hwaakapiwa naMwari pasi pezuva.
Compare
Explore Muparidzi 8:15
2
Muparidzi 8:12
Kunyange mutadzi akaita zvakaipa rune zana, akava namazuva mazhinji, kunyange zvakadaro ndinoziva zvirokwazvo kuti vanotya Mwari, vanotya pamberi pake, vachagara zvakanaka
Explore Muparidzi 8:12
3
Muparidzi 8:6
Nokuti chinhu chimwe nechimwe chine nguva yacho nokutongwa kwacho; nokuti kushata kwomunhu kunomuremedza
Explore Muparidzi 8:6
4
Muparidzi 8:8
Hakuna munhu ane simba pamusoro pemhepo, kuti adzivirire mhepo; uye haana simba pamusoro pezuva rorufu; hakuna kukanganwirwa pakurwa; saizvozvo zvakaipa hazvingarwiri iye anozviita.
Explore Muparidzi 8:8
5
Muparidzi 8:11
Kutongwa zvakusingakurumidzi kuuya pamusoro pebasa rakaipa, mwoyo yavanakomana vavanhu inotsungirira kuita zvakaipa.
Explore Muparidzi 8:11
6
Muparidzi 8:14
Chinhu chisina maturo chiripo, chinoitwa panyika, ndicho kuti vakarurama variko vanoitirwa sezvinoitirwa mabasa avakaipa, uyezve vakaipa variko vanoitirwa sezvinoitirwa mabasa avakarurama; ndikati, “Naizvozvi hazvina maturo.”
Explore Muparidzi 8:14
7
Muparidzi 8:7
nokuti haazivi zvichazovapo; nokuti ndiani angamuzivisa kuti zvichava zvakadini?
Explore Muparidzi 8:7
Home
Bible
Plans
Videos