1
1 VaTesaronika 4:17
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
zvino isu vapenyu, vakasara, tichatorwa pamwechete navo mumakore, kuti tichingamidze Ishe mudenga; naizvozvo tichava naIshe nguva dzose.
Compare
Explore 1 VaTesaronika 4:17
2
1 VaTesaronika 4:16
Nokuti Ishe amene achaburuka kudenga nokudanidzira, nezwi romutumwa mukuru, nehwamanda yaMwari; vakafa muna Kristu vachatanga kumuka
Explore 1 VaTesaronika 4:16
3
1 VaTesaronika 4:3-4
Nokuti kuda kwaMwari ndihwo utsvene hwenyu, murege upombwe; kuti mumwe nomumwe wenyu azive kuzviwanira mudziyo wake noutsvene nokukudzwa
Explore 1 VaTesaronika 4:3-4
4
1 VaTesaronika 4:14
Nokuti kana tichitenda kuti Jesu akafa, akamukazve, saizvozvowo avo vakavata muna Jesu, Mwari achavauyisa pamwechete naye.
Explore 1 VaTesaronika 4:14
5
1 VaTesaronika 4:11
shingairirai kuva norugare, mumwe nomumwe abate zvake, muchibata basa namaoko enyu, sezvatakakurairai
Explore 1 VaTesaronika 4:11
6
1 VaTesaronika 4:7
Nokuti Mwari haana kutidanira tsvina, asi utsvene.
Explore 1 VaTesaronika 4:7
Home
Bible
Plans
Videos