1
Ɀakazarurwa 19:7
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgatifarei, tifarisise, timukudze; nokuti mutambo wokuwana weGwaiana waȿika, mukadzi waro waɀigadzira.
Compare
Explore Ɀakazarurwa 19:7
2
Ɀakazarurwa 19:16
Paŋguʋo yake napacidɀa cake pakaŋga pakanyorwa zita rinoti: MAMBO WAMADZIMAMBO, NASHE WAMADZISHE.
Explore Ɀakazarurwa 19:16
3
Ɀakazarurwa 19:11
Ipapo ndakaʋona kuɗeŋga kwakazarurwa, ndikaʋona biza jena; naiye wakaŋga agere pamsoro paro wakanzi: Wakatendeka noWaɀokwaɗi; unotoŋga nokurwa ɀakarurama.
Explore Ɀakazarurwa 19:11
4
Ɀakazarurwa 19:12-13
Meso ake akaŋga akaita somuraɀo womŋoto; pamusoro wake pakaŋga panekorona zhinji; wakaŋga anezita rakanyorwa, risina‐kuzikanwa nomunhu, asi naiye ɓedzi. Wakaŋga akapfeka ŋguʋo yakanyikwa muropa; zita rake rinonzi Shoko raMŋari.
Explore Ɀakazarurwa 19:12-13
5
Ɀakazarurwa 19:15
Mumuromo make makaɓuɗa munondo unopinza, kuti aroʋe marudzi nawo; ucaafudza netȿimbo yeɗare; unotsika ciȿiniro cehasha dzokutsamŋa kwaMŋari wamasimba ose.
Explore Ɀakazarurwa 19:15
6
Ɀakazarurwa 19:20
Ipapo cikara cakaɓatwa pamŋe cete nomuprofita wenhema, wakaita ɀiratidzo pamberi paco, ɀaakanyeŋgera naɀo ʋaya ʋakapiwa ciratidzo cecikara, naʋainamata mufananidzo waco. Aʋa ʋaʋiri ʋakakandirwa ʋari ʋapenyu mugomba romŋoto unopfuta nesurferi.
Explore Ɀakazarurwa 19:20
Home
Bible
Plans
Videos