1
Ɀakazarurwa 18:4
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndakanzwa rimŋe inzwi rinobva kuɗeŋga, riciti: Ƃuɗai mariri, ʋanhu ʋaŋgu, kuti murege kuwadzana naro paɀiʋi ɀaro, mugorega kupiwa maɗambudziko aro.
Compare
Explore Ɀakazarurwa 18:4
2
Ɀakazarurwa 18:2
Akaɗanidzira nenzwi guru, aciti: Rawa, Rawa, Babironi, guta guru, yaʋa nɀimbo munogara mŋeya yakaipa, nenhare yemŋeya yose yetȿina, nenhare yeshiri dzose dzinetȿina dzinoʋeŋgwa.
Explore Ɀakazarurwa 18:2
Home
Bible
Plans
Videos