1
Mapisarema 97:10
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋeŋgai ɀakaipa, imi munoɗa Jehova; Iye unoceŋgeta mŋeya yaʋatȿene ʋake; Unoʋarwira paruʋoko rwowakaipa.
Compare
Explore Mapisarema 97:10
2
Mapisarema 97:12
Farai munaJehova, imi ʋakarurama; Ʋoŋgai pakuraŋgarira ʋutȿene bgake.
Explore Mapisarema 97:12
3
Mapisarema 97:11
Ciedza cinodɀarirwa wakarurama, Nomufaro ʋanemŋoyo yakarurama.
Explore Mapisarema 97:11
4
Mapisarema 97:9
Nokuti imi Jehova, muri kumsoro‐soro kwapasi pose; Makakwirira kupfuʋura ʋamŋari ʋose.
Explore Mapisarema 97:9
Home
Bible
Plans
Videos