1
Mapisarema 96:4
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova mukuru, unofanira kurumbidzwa kwaɀo; Unofanira kutyiwa kupfuʋura ʋamŋari ʋose.
Compare
Explore Mapisarema 96:4
2
Mapisarema 96:2
Imbirai Jehova, rumbidzai zita rake; Paridzai kuponesa kwake zuʋa rimŋe nerimŋe.
Explore Mapisarema 96:2
3
Mapisarema 96:1
Imbirai Jehova rwiyo rutȿa; Imbirai Jehova, pasi pose.
Explore Mapisarema 96:1
4
Mapisarema 96:3
Ƌudzirai kubginya kwake pakati paʋahedeni, Maɓasa ake, anoshamisa pakati pendudzi dzose.
Explore Mapisarema 96:3
5
Mapisarema 96:9
Namatai kunaJehova neŋguʋa tȿene; Pasi pose, bvunda pamberi pake.
Explore Mapisarema 96:9
Home
Bible
Plans
Videos