1
Marko 16:15
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Endai munyika yose, muparidzire ɀisikwa ɀose Evaŋgeri.
Compare
Explore Marko 16:15
2
Marko 16:17-18
Ɀiratidzo iɀi ɀicaʋa naʋanotenda: Ʋacaɓuɗisa mŋeya yakaipa nezita raŋgu, ʋacataura nendimi itȿa; ʋacaɓata nyoka; kunyaŋge ʋakanwa cinhu cinoʋuraya, haciŋgaʋarwadzi; ʋacaisa maʋoko pamsoro paʋarwere, ʋakapora.
Explore Marko 16:17-18
3
Marko 16:16
Unotenda, akabapatidzwa, ucaponeswa; asi usiŋgatendi ucatoŋgwa.
Explore Marko 16:16
4
Marko 16:20
Iʋo ʋakaenda, ʋakaparidza kwose‐kwose, Ishe aciɓata naʋo, acisimbisa shoko neɀiratidzo ɀaiʋa naʋo.
Explore Marko 16:20
5
Marko 16:6
Rikati kwaʋari: Musavunduka, munotȿaka Jesu weNazareta, wakaŋga aroʋerwa pamucinjikwa; wamuka, haa’po pano; tarirai paʋakaŋga ʋamuisa.
Explore Marko 16:6
6
Marko 16:4-5
Ɀino ʋakati ʋacitarira, ʋakaʋona kuti ibge rakaŋga ratokuŋguruswa, nokuti raiʋa guru‐guru. Ʋakapinda mubgiro, ʋakaʋona jaya, rakaŋga rigere kurudyi, rakapfeka ŋguʋo cena yakareɓa, ʋakavunduka.
Explore Marko 16:4-5
Home
Bible
Plans
Videos