1
ƲaHeberu 3:13
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi simbisanai zuʋa rimŋe nerimŋe, kana kucanzi Nhasi; kuti kurege kuʋa nomumŋe wenyu unowomeswa nokunyeŋgera kweɀiʋi.
Compare
Explore ƲaHeberu 3:13
2
ƲaHeberu 3:12
Hama dzaŋgu, cenjerai kuti mukati momumŋe wenyu murege kuʋa nomŋoyo wakashata usiŋgatendi, mutsauke mucibʋa kunaMŋari mupenyu
Explore ƲaHeberu 3:12
3
ƲaHeberu 3:14
Nokuti taʋa ʋagoʋerani pamŋe cete naKristu, kana ticiɓatisisa kuʋamba kwokutenda kweɗu kuȿikira pakuguma
Explore ƲaHeberu 3:14
4
ƲaHeberu 3:8
Musawomesa mŋoyo yenyu, sapaŋguʋa yokutsamŋisa, Napazuʋa rokuidzwa murenje
Explore ƲaHeberu 3:8
5
ƲaHeberu 3:1
Naiɀoɀo, hama tȿene, ʋagoʋerani neni pakuɗanwa kunobva kuɗeŋga, fuŋgai ɀakanaka Muapostora noMuprista mukuru wokupupura kweɗu, iye Jesu
Explore ƲaHeberu 3:1
Home
Bible
Plans
Videos