1
ƲaHeberu 2:18
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀaakatambudzika iye amene pakuidzwa kwake, unogona kuɓatsira ʋanoidzwa.
Compare
Explore ƲaHeberu 2:18
2
ƲaHeberu 2:14
Naiɀoɀo, ʋana ɀaʋakagoʋerwa ropa nenyama, naiye ʋo wakagoʋana naʋo panaiɀoɀi; kuti nokufa kwake iye aparadze uyo unesimba rorufu, iye Diaborosi
Explore ƲaHeberu 2:14
3
ƲaHeberu 2:1
Saka tinofanira kuterera ɀikuru iɀo ɀatakanzwa, kuti tirege kukukurwa.
Explore ƲaHeberu 2:1
4
ƲaHeberu 2:17
Naiɀoɀo wakafanira kuti aenzaniswe nehama dzake paɀinhu ɀose, kuti aʋe muprista mukuru Uneŋgoni, wakatendeka paɀinhu ɀaMŋari, kuti adzikinure ɀiʋi ɀaʋanhu.
Explore ƲaHeberu 2:17
5
ƲaHeberu 2:9
Asi tinomuʋona, iye Jesu, wakaitwa muɗuku ɀishoma kuʋatumŋa, akashoŋgedzwa korona yokubginya nokukudzwa nokuɗa kwokutambudzika kworufu, kuti nenyasha dzaMŋari anzwe rufu nokuɗa kwaʋose.
Explore ƲaHeberu 2:9
Home
Bible
Plans
Videos