1
ƲaHeberu 10:25
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
tisarega kuʋuŋgana kweɗu, seɀinoita ʋamŋe, asi tirairane; ɀikuru ɀamunoʋona kuti zuʋa rosweɗera.
Compare
Explore ƲaHeberu 10:25
2
ƲaHeberu 10:24
ŋgatiraŋgarirane, timutsane mŋoyo kuti tiʋe noruɗo namaɓasa akanaka
Explore ƲaHeberu 10:24
3
ƲaHeberu 10:23
Ŋgaticeŋgete kwaɀo kupupura kwetariro yeɗu, kuti irege kuzunuŋguka; nokuti iye, wakapikira, wakatendeka
Explore ƲaHeberu 10:23
4
ƲaHeberu 10:36
Nokuti munofanira kuʋa nokutsuŋgirira, kuti, kana maita kuɗa kwaMŋari, mugopiwa cipikirwa.
Explore ƲaHeberu 10:36
5
ƲaHeberu 10:22
ŋgatisweɗere nomŋoyo waɀokwaɗi, nokutenda kwakasimba, mŋoyo yeɗu yasaswa kuti inatswe pahana yakaipa, nemiʋiri yeɗu yakashambidzwa nemvura yakanaka.
Explore ƲaHeberu 10:22
6
ƲaHeberu 10:35
Naiɀoɀo regai kurasha kusatya kwenyu kunomuɓayiro mukuru.
Explore ƲaHeberu 10:35
7
ƲaHeberu 10:26-27
Nokuti kana ticitadza nobgoni, kana tambogamucira ziʋo yeɀokwaɗi, hakucineciɓayiro pamsoro peɀiʋi, asi kuŋgomirira ticitya kutoŋgeswa nokutsamŋa kunopfuta somŋoto, kucapedza ʋaʋeŋgi.
Explore ƲaHeberu 10:26-27
Home
Bible
Plans
Videos