1
Maɓasa Aʋaapostora 22:16
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ucanonokereiko? Simuka, ubapatidzwe, usukwe ɀiʋi ɀako, uɗane zita rake.
Compare
Explore Maɓasa Aʋaapostora 22:16
2
Maɓasa Aʋaapostora 22:14
Iye akati: Mŋari wamadziɓaɓa eɗu wakakusanaŋgura, kuti uziʋe kuɗa kwake, nokumuʋona iye wakarurama, nokunzwa inzwi, rinobva mumuromo make.
Explore Maɓasa Aʋaapostora 22:14
3
Maɓasa Aʋaapostora 22:15
Nokuti iwe ucaʋa capupu cake kuʋanhu ʋose ceɀawakaʋona neɀawakanzwa.
Explore Maɓasa Aʋaapostora 22:15
Home
Bible
Plans
Videos