Maɓasa Aʋaapostora 22:14
Maɓasa Aʋaapostora 22:14 SUB1949
Iye akati: Mŋari wamadziɓaɓa eɗu wakakusanaŋgura, kuti uziʋe kuɗa kwake, nokumuʋona iye wakarurama, nokunzwa inzwi, rinobva mumuromo make.