1
II Timotio 2:15
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shiŋgaira kuti uɀiratidze pamberi paMŋari uri munhu wakatendeka, muɓati usiŋgafaniri hake kunyadziswa, unonatsa kururamisa shoko raɀokwaɗi.
Compare
Explore II Timotio 2:15
2
II Timotio 2:22
Asi tiza kuciʋa kwoʋujaya, uʋiŋge kururama, nokutenda, noruɗo, norugare, pamŋe cete naʋanoɗana kunaShe nomŋoyo wakacena.
Explore II Timotio 2:22
3
II Timotio 2:24
Ɀino muranda waShe haafaniri kukakaʋara, asi aʋe munyoro kuʋanhu ʋose, unoziʋa kudzidzisa, unotsuŋgirira pakuitirwa ɀakaipa
Explore II Timotio 2:24
4
II Timotio 2:13
Kana isu tisakatendeka, iye unoramba akatendeka, nokuti haaŋgaɀirambi iye.
Explore II Timotio 2:13
5
II Timotio 2:25
unodzidzisa noʋunyoro aʋo ʋanomudziʋisa, kuti ɀimŋe Mŋari aʋape kutendeʋuka ʋagoziʋa ɀokwaɗi
Explore II Timotio 2:25
6
II Timotio 2:16
Nɀeŋga kutaura kusinehanya naMŋari; nokuti ʋacaramba ʋaciŋgonyanya pakusanamata Mŋari
Explore II Timotio 2:16
Home
Bible
Plans
Videos