1
I Samueri 7:12
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Samueri akatora ibge, akarimisa pakati peMizpa neSheni, akaritumidza zita raro Ebeni‐ezeri, aciti: Jehova wakatiɓatsira kuȿikira pano.
Compare
Explore I Samueri 7:12
2
I Samueri 7:3
Samueri akataura neimba yose yaIsraeri, akati: Kana muciɗa kudzokera kunaJehova nomŋoyo wenyu wose, bvisai ʋamŋari ʋatorwa neAshtaroti pakati penyu, mugadzirire Jehova mŋoyo yenyu, mumushumire iye oga; ipapo iye ucakusunuŋgurai pamaʋoko aʋaFiristia.
Explore I Samueri 7:3
3
I Samueri 7:4
Ʋana ʋaIsraeri ʋakabvisa ʋaBaari neAshtaroti, ʋakashumira Jehova oga.
Explore I Samueri 7:4
Home
Bible
Plans
Videos