1
I ƲaKorinte 12:7
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi mumŋe nomumŋe unopiwa kuratidzwa kwoMŋeya, kuti ʋose ʋaɓatsirwe.
Compare
Explore I ƲaKorinte 12:7
2
I ƲaKorinte 12:27
Ɀino, imi muri muʋiri waKristu, nomumŋe nomumŋe mitezo yawo.
Explore I ƲaKorinte 12:27
3
I ƲaKorinte 12:26
Kana mutezo mumŋe ucitambudzika, mitezo yose inotambudzika pamŋe cete nawo; kana mutezo mumŋe ucikudzwa, mitezo yose inofara pamŋe cete nawo.
Explore I ƲaKorinte 12:26
4
I ƲaKorinte 12:8-10
Nokuti mumŋe unopiwa noMŋeya shoko roʋucenjeri, mumŋe shoko rokuziʋa noMŋeya iwoyu; mumŋe, kutenda muMŋeya iwoyu; mumŋe, ɀipo ɀokuporesa muMŋeya iwoyu; mumŋe, kuita maɓasa esimba; mumŋe, kuprofita; mumŋe, kuziʋisisa mŋeya; mumŋe, marudzi endimi; mumŋe kuɗudzira ndimi
Explore I ƲaKorinte 12:8-10
5
I ƲaKorinte 12:11
asi iɀi ɀose ɀinoitwa noMŋeya iwoyu mumŋe cete, unogoʋera mumŋe nomumŋe seɀaanoɗa.
Explore I ƲaKorinte 12:11
6
I ƲaKorinte 12:25
kuti pamuʋiri parege kuʋa nokupesana; asi kuti mitezo iceŋgetane ɀakaenzana.
Explore I ƲaKorinte 12:25
7
I ƲaKorinte 12:4-6
Ɀino marudzi mazhinji eɀipo ari’po, asi Mŋeya ndomumŋe. Marudzi mazhinji okushumira ari’po, ʋuye Ishe mumŋe. Marudzi mazhinji amaɓasa ari’po, asi Mŋari mumŋe, iye unoɓata ɀose munaʋose.
Explore I ƲaKorinte 12:4-6
8
I ƲaKorinte 12:28
Mŋari wakaisa ʋamŋe pakereke, pakutaŋga ʋaapostora, rwecipiri ʋaprofita, rwecitatu ʋadzidzisi, teʋere ʋaiti ʋamaɓasa esimba, teʋere ɀipo ɀokuporesa, naʋaɓatsiri, naʋaɓati, namarudzi mazhinji endimi.
Explore I ƲaKorinte 12:28
9
I ƲaKorinte 12:14
Nokuti muʋiri hauzi mutezo mumŋe, asi mizhinji.
Explore I ƲaKorinte 12:14
10
I ƲaKorinte 12:22
Kwete, ɀikuru mitezo iyo yomuʋiri ineŋge isinesimba, ndiyo inoɗikanwa
Explore I ƲaKorinte 12:22
11
I ƲaKorinte 12:17-19
Kana muʋiri wose raiʋa ziso, kunzwa kwaiʋepiko? Kana wose kwaiʋa kunzwa, kunhuwidza kwaiʋepiko? Asi ɀino Mŋari wakaisa mutezo mumŋe nomumŋe pamuʋiri seɀaakaɗa. Kana yose waiʋa mutezo mumŋe, muʋiri waiʋepiko?
Explore I ƲaKorinte 12:17-19
Home
Bible
Plans
Videos