Mavambo 1:12

Mavambo 1:12 SCLB

Nyika yakamera zvinomera zvorudzi norudzi, nezvinomera zvine mhodzi dzazvo, namarudzi namarudzi emiti inobereka michero ine mhodzi. Zvikabva zvaita saizvozvo. Mwari akaona kuti zvakanaka.

Funda Mavambo 1

Uhlelo Lwamahhala Lokufunda nokuthandaza okuhlobene ne Mavambo 1:12